Nzira Dzemasoja Opposite of What ZANU PF has been Doing since 1980
Kune nzira dzemasoja dzekuzvibata nadzo Tererai mitemo yose nenzira dzakanaka x2 Chorus Tisave tinotora zvinhu zvemass yedu Dzorerai zvinhu zvose zvatogwa kumuvengi Taurai zvinetsika kuruzhinji rwevanhu, kuti mass inzwisise zvakananga musangano Stanza 2 Bhadharai zvamunotenga nenzira dzakanaka Mudzorere zvinhu zvese zvamunenge matora x2 Chorus Stanza 3 Tisaita choupombwe muhondo yechimurenga Tisanetsa vasungwa vatinenge tabata x2 Chorus Stanza 4 Awa ndiwo mashoko akataurwa kare naivo vaMugabe (VaMao) vachitidzidzisa x2 When Zimbabwean youth invested in the liberation war against the Smith regime by packing and leading for the unkown, it was the ZANLA music that informed them of the hope of a better Zimbabwe. It was the hope of seeing relatives, children and spouses that stayed to live in a better Zimbabwe. The spirit for the Zimbabweans generation should not live in a colonised country ever. It was not only the spirit of democracy, informed by majority rule. It was...
Comments
Post a Comment